15365. Kure Kumusha

1 A kurekure kumusha?
Ndabvunza murindi, ati,
Usiku hurikupera,
kwakuda kuyedza.
Usacheme, kurumidza,
Mutewere kusimbira;
Muchasvika mukupenya
hakuna kupera.

2 Ndabvunza kune mukani,
anerwiyo rwekushinga,
Ngekushinga ndinokana,
Hondo ichapera.
Musacheme, mutiwire,
dakara basa rapera;
Tinooziwa tinechipo,
Kuti takurira.

3 Ndabvunzazve pasi, zuva,
Zvese zvakandipindura;
Nguva irikundopera,
Jesu anouya.
Musacheme, zviwonisozve
zviri kutinyewera,
Zvisikwa zvese zvinoda
Tsuri imborira.

4 Tiripatyo nekumusha,
Kunofadza kutondera;
Chifarai imwi vafambi,
Bvisanyiwo kutya.
Musacheme, tisangane
apo kusina kuneta,
Zviyedzo’zvo zvakapera,
Tasvika kumusha.

Text Information
First Line: A kurekure kumusha?
Title: Kure Kumusha
English Title: How far from home? I asked as on
Author: Annie R. Smith
Translator: Unknown
Meter: 88.86 D
Language: Shona
Copyright: Public Domain
Tune Information
Name: TIS MIDNIGHT HOUR
Composer: Anonymous
Meter: 88.86
Key: D♭ Major
Copyright: Public Domain



Media
Adobe Acrobat image: PDF
MIDI file: MIDI
Noteworthy Composer score: Noteworthy Composer Score
More media are available on the tune authority page.

Suggestions or corrections? Contact us